How to make a clay pot, step-by-step
Hari chiumbwa chevhu chinobikirwa zvekudya pachoto, nekuchengeterwa zvinwiwa nezvimwewo zvekudya. Kuumba hari kunosanganisira kutsvaga rondo, kuumba kwacho chaiko, kudavadisa hari dzacho, kuomesa, nekuzopisa. Basa rekuumba … Read more