Nyoka yemvana yakazvara mbavha nomuroyi.

Word Definitions

mvana: unmarried woman who has borne a child/ woman past marriage age

Translation

The womb of a woman (of childbearing age) bore a thief and a witch.

Application

Even good respectable parents sometimes have children who end up as bad people.

Similar Proverbs

1. Kuzvara hakuna hombarume.

2. Munhumbu manyachide munobarwa mbavha nomuroyi.

3. Nhumbu ibakwa rehuni, inochengeta nyoka nemakonzo.

4. Ura mapoko, hunozvara mbavha nevaroyi.