Ngano naDaniel Mutendi

tsuro nagudo - nyama yeshumba inonaka fani
Tsuro naGudo - Nyama Yeshumba Inonaka Fani (audio video)

“Mungano ino tinosangana zvakare neshamwari mbiri dzinoti, Tsuro, nasekuru vake Gudo. Nyaya yedu inotora nzvimbo mugore rezhara. Tinoona Gudo achiwira muna taisireva nekuda kwekukonewa kwake kuteerera zvakanaka paanopihwa zano rekuuraya shumba kuti awane husavi hwekuraramisa mhuri yake mugore rezhara iri. Ngano iyi inosekesa chaizvo uyevo ine zvidzidzo zvayo zviri mukati.” – Daniel Mutendi